Connect with us

NaijaMusic

Oliver Mtukudzi – Kunze Kwadoka

Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi Mp3 Download

Add this track from Oliver Mtukudzi to your playlist titled Kunze Kwadoka. Oliver “Tuku” Mtukudzi was a Zimbabwean musician, businessman, philanthropist, human rights activist and UNICEF Goodwill Ambassador for Southern Africa Region. Turn up the volume on this classic.

          DOWNLOAD MUSIC HERE

Use the link below to stream and download Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi.

Lyrics of Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi

Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? uripi?Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?Nhai mwana wanga uripi? Unani?Nhai mwana wanga unani? Uripi?
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kunze kwadokaMai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kunze kwadokaMai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadokaNdamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadokaPerekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?Zuva ravira kunze kwadokaNhai mwana wanga unani? Uripi?Zuva ravira kunze kwadokaNhai mwana wanga uripi? Unani?Zuva ravira kunze kwadokaNhai mwana wanga unani? Uripi?Zuva ravira kunze kwadoka
 

Download Mp3 Here

Click to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *


Trending Musics