NaijaMusic
Jah Prayzah – Kumahumbwe
Kumahumbwe by Jah Prayzah Mp3 Download
Press play on Jah Prayzah’s newest release titled Kumahumbwe. Mukudzeyi Sean Mukombe, known professionally as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and the lead member of the band Third Generation. A perfect track for those who love quality music.
Use the link below to stream and download Kumahumbwe by Jah Prayzah.
Lyrics of Kumahumbwe by Jah Prayzah
Rodney clean shizo (Millitary Touch)
Dai nguva yaidzoka shureNdaimbokumbira ndaimbodawo mukana mumweDai hope dzandorota ndirereDai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe
Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath (ah-ah)Washinga here wapeka mamonaki? (Ndizvo here?)Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath (ah-ah)Koo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati
Taiti rure rure, tose kumahumbweTaienda tose kunochera makurweTaiti rure rure, tose kumahumbweTaienda tose kunochera makurwe
Mai Maria musande zvakatangira muzunde rasheTikasangana kutsime eh-eh, ndaiti simuka titambeHaiwa putsa chirongo tiumbe chimweChimwe tichadira doro renhimbe
Mudyari wenzimbe ndiye mwene wenzimbeUsarambe wakati ndee, usandirindireMwedzi wati jee, nhonga kanyama tidyeWozotanga waverenga tsamba yandanyoraTsamba yandanyora, ndiyo tsamba yandanyora
Taiti rure rure, taifamba tose kumahumbweTaienda tose eh-eh, kunochera makurweTaiti rure rure taifamba tose kumahumbweTaienda tose eh-eh, kunochera makurwe
Mudiwa ndakusuwa, ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadzaKudai ndakuona, ronda riya ringadai raporaMoyo wangu wazoorora, chokwadi moyo wangu unorwadza
Dai nguva yaidzoka shure eh-ehNdaingokumbira, ndaimbodawo mukana mumweDai hope dzandorota ndirereDai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe
Chibhanan’ana chato simudza chibhebhen’eneChikatapira chikofamba n’a changamireDarlie wangu ndirangarire padokodokoMakarekare ataitamba chamupidigori ehTaishuvira kuenda mberi ehZvakakona kana godobori ehZvose zvakaitaita mhidigari eh
Asi ndiani aizoziva zvataizove?Ndiani aizoziva uchazondisiya?Ndianiko aifungira zvingadaro zvikaguma?Zvakadaro ndinoshuwa uwane rugare
Rure rure, taifamba tose kumahumbweTaienda tose eh-eh, kunochera makurweTaiti rure rure, taifamba tose kumahumbweTaienda tose eh-eh, kunochera makurwe
Taiti rure, rure, rure, taifamba tose kumahumbweTaienda tose eh-eh kunochera makurweTaiti rure, rure, rure, taifamba tose kumahumbweTaienda tose kwese, kunochera makurwe
Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath, ah-ahWashinga here wapeka mamonaki? (Ndizvo here?)Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath, ah-ahKoo ndizvo here, zviri mumoyo, zviri mukati?Senator Vibes and might everywhere
-
NaijaMusic8 months agoHuntrix – Golden (KPop Demon Hunters)
-
NaijaMusic7 months agoYaks Aruwa – Taimake Ni
-
NaijaMusic8 months agoThe Stranglers – Golden Brown (Slowed Down)
-
NaijaMusic8 months agoXania Monet – Let Go, Let God
-
NaijaMusic6 months agoThrough Me – Lord I’M Tired But Don’T Give Up On Me
-
NaijaMusic7 months agoGIMS – DO YOU LOVE ME