Jah Prayzah – Dangerous

Dangerous by Jah Prayzah Mp3 Download

Listen to this banger by Jah Prayzah titled Dangerous. Mukudzeyi Sean Mukombe, known professionally as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and the lead member of the band Third Generation. It’s a smooth and soulful ride you’ll want to replay.

          DOWNLOAD MUSIC HERE

Use the link below to stream and download Dangerous by Jah Prayzah.

Lyrics of Dangerous by Jah Prayzah

AhDangerous ndege kwaMzilikaziDangerous aka kanodhonza bhaziDangerous ndege kwaMzilikaziDangerous aka kanodhonza bhazi
Ngati bounce ti bounceBata musana tenderera ita kujungaBaya, bayaNgati bounce ti bounceBata musana tenderera ita kujungaBaya, baya
Ngati rare kunzeBata musana tenderera ita kujungaBaya, bayaNgati bounce ti bounceBata musana tenderera ita kujungaBaya, baya
Ramba uchikakata, famba chisikanaKudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudzaRamba uchikakata, hwehweKudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata, famba chikomanaKudubura bhodho, bhodho kukokota hwehweRamba uchikakata, famba chisikanaKudubura bhodho, bhodho kukokota
Toita madiro shashaDariro rine vene varo shashaHokoyo hokoyo ahKoyo hokoyo hokoyo
Totura mutoro fambaKanganwa nhombo mudiwa fambaHokoyo hokoyo ahKoyo hokoyo hokoyo
Zvinoita zvega soKana ini ndazvitanga zvanguHokoyo hokoyo ahKoyo hokoyo hokoyo
Silent Killer paJoza!
Bata hokoyo hokoyo ahKoyo hokoyo hokoyoIsa chi barricadeVharira suspectEh vhara gedhiVhara gedhi
Ndoita chi mad madZvisina discordEh vhara gedhiVhara gedhiNdipe ka suitcaseKane magirinedhi
Eh vhara gedhiVhara gedhiEh vhara gedhiVhara gedhiEh vhara gedhiVhara gedhi
Ramba uchikakata, famba chisikanaKudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudzaRamba uchikakata hwehweKudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata, famba chikomanaKudubura bhodho, bhodho kukokota hwehweRamba uchikakata, famba chisikanaKudubura bhodho, bhodho kukokota maiwe
Chukuchu chukuchu kukuchukudzaKana ndakunakidza chipururudzaNdibate panodzimba usandiregaVanoringa zvinovashungurudzaKiya eiye bae chukucha (kiya)Wakadengezera (chukucha)Ndichazokutengera (chukucha)Kaya kaunodisa (chukucha)
Wakadengezera (chukucha)Tarisa varume (chukucha)Vari kungonongedzera (chukucha)(Kiya) eiye bae chukucha (kiya)Wakadengezera (chukucha)Tarisa varume (chukucha)
Mafuta awandizorera (oyerera nedikita)Waita kabheriya (shiringinginya waichukucha)Ambi kuzorera (woye ane dikita)Mwana andigonera (shiringinya waichukucha)
Ramba uchikakata, famba chisikanaKudubura bhodho, bhodho kukokota ndini ndakusarudzaRamba uchikakata hwehweKudubura bhodho, bhodho kukokota
Dangerous ndege kwaMzilikaziDangerous aka kanodhonza bhaziDangerous ndege kwaMzilikaziDangerous aka kanodhonza bhazi
Ibva munzira (bhomba)Kangoma kakonzera (hondo)Nekuti tagadzira (bhomba)Kangoma kakonzera (hondo)
Buda munzira (bhomba)Kangoma kakonzera (hondo)Tamuka achigadzira (bhomba)Kangoma kakonzera (hondo)
 

Download Mp3 Here

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*